Ini ndinobvumirana neDual citAizenship yakanakira nyika chaizvo kunyanya panyaya dzeruziwo kuitira investment muZimbabwe-fungai kuti about 4 million varimudiaspora wese ava vari munyika dzineeconomies dzakasimba -mabusiness ideas zve.munhu anoda kuinvest anovanatime to impliment these ideas pasinavisarestrictions.also there is going to be alot of travelling -nekuti tinenge tichida a bit of both tikamboti 8 months kuZim 4months kuUK. AirZimbabwe inowanawo business ka.
Reply
Zimbabwe Civic Action Support Group. Campaigning non-violently for freedom and democracy in Zimbabwe.
Dual citizenship